‘Musatenge mbeu yemumikoto’
Auteur: Online ReporterPublié le: 31 octobre 2025Pays: Zimbabwe
Économie & Affaires

Varimi vanokurudzirwa kuti vasiyane nekutenga mbeu nemishonga kubva kumakoronyera, vachikurudzirwa kutenga muzvitoro zvakanyoreswa. Sangano reCropLife Zimbabwe rakataura nezvekuwanda kwemakoronyera uye kukosha kwekutenga mbeu dzemhando yepamusoro.
Lire l'article original
heraldonline.co.zwStay informed with NewsBoulevard
Get the latest news summaries delivered to your inbox


